Vatongi 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mweya waJehovha wakauya pamusoro pake kuti ave mutongi weIsraeri uye akaenda kuhondo. Jehovha akaisa KushaniRishataimi mambo wavaAramu mumaoko aOtinieri, akamukunda.

Vatongi 3

Vatongi 3:8-19