Vatongi 18:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vari munzira yavo vakadzika misasa pedyo neKiriati Jearimi muJudha. Ndokusaka nzvimbo iri kumavirira eKiriati Jearimi ichinzi Mahane Dhani kusvikira zuva ranhasi.

Vatongi 18

Vatongi 18:7-17