Vatongi 15:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaFiristia pavakabvunza kuti, “Ndianiko aita izvi?” vakaudzwa kuti, “NdiSamusoni, mukuwasha, womuTimina, nemhaka yokuti mukadzi wake akapiwa kushamwari yake.” Saka vaFiristia vakaenda vakandomupisa iye nababa vake vakafa.

Vatongi 15

Vatongi 15:1-10