Vatongi 15:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akabuda akandobata makava mazana matatu akaasunganidza miswe yawo achiita maviri maviri. Ipapo akaisa zhenje pakati pemiswe miviri miviri yacho

Vatongi 15

Vatongi 15:1-6