Vatongi 14:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samusoni akaburuka akaenda kuTimina pamwe chete nababa vake namai vake. Vakati vasvika kuminda yemizambiringa yeTimina, pakarepo shumba yakauya yakananga kwaari ichiomba.

Vatongi 14

Vatongi 14:1-9