Vatongi 11:39-40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

39. Shure kwemwedzi miviri akadzoka kuna baba vake uye vakaita kwaari sezvavakanga vapika. Uye akanga ari mhandara.Ndipo pakabva tsika yavaIsraeri

40. yokuti gore rimwe nerimwe, vanasikana veIsraeri vanobuda kwamazuva mana kundoita chirangaridzo chomwanasikana waJefuta muGireadhi.

Vatongi 11