Varoma 9:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe wenyu angati kwandiri, “Zvino sei Mwari achiramba achitipa mhosva? Nokuti ndianiko acharamba kuda kwake?”

Varoma 9

Varoma 9:14-21