Varoma 7:8-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

8. Asi chivi, chakawana mukana kubudikidza nomurayiro, chakaita mandiri mitoo yose yokuchiva. Nokuti kunze kwomurayiro, chivi chakafa.

9. Ndaiva mupenyu kare kunze kwomurayiro; asi pakauya mutemo, chivi chakava noupenyu uye ini ndikafa.

10. Ndakaona kuti iwo mutemo waifanira kundipa upenyu, wakatozouyisa rufu.

Varoma 7