Varoma 16:24-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

24. Nyasha dzaIshe wedu Jesu Kristu ngadzive nemi mose. Ameni.

25. Zvino kuna iye anogona kukusimbisai nevhangeri rangu, uye nokuparidzwa kwaJesu Kristu, maererano nokuzarurwa kwechakanga chakavanzika kwamakore namakore akapfuura,

26. asi zvino chakaratidzwa uye chikaziviswa kubudikidza nezvinyorwa zvavaprofita nokurayira kwaMwari anogara nokusingaperi, kuti ndudzi dzose dzigomuteerera uye dzimutende,

Varoma 16