Varoma 16:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakanzwa zvokuteerera kwenyu, naizvozvo ndine mufaro mukuru pamusoro penyu; asi ndinoda kuti muve vakachenjera pane zvakanaka, uye muve vasina chavanopomerwa pane zvakaipa.

Varoma 16

Varoma 16:10-25