Varoma 14:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musaparadza basa raMwari nokuda kwezvokudya. Zvokudya zvose zvakachena, asi hazvina kunaka kuti munhu adye chinhu chipi zvacho chingagumbusa mumwe munhu.

Varoma 14

Varoma 14:11-21