Varoma 13:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ripirai vose vamunofanira kuripira: Kana uri mutero, ripai mutero; kana iri miripo, ngairipwe, kana kuri kutya, kuna vanofanira kutyiwa, kana rwuri rukudzo, kuna vanofanira kukudzwa.

Varoma 13

Varoma 13:4-14