Varoma 12:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kana kuri kukurudzira, ngaakurudzire; kana kuri kupa kuna vanoshayiwa, ngaape nomwoyo wose; kana kuri kutungamira, ngaabate nokushingaira; kana kuri kunzwira ngoni, ngaaite nomufaro.

Varoma 12

Varoma 12:5-9