Varoma 10:20-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

20. Uye Isaya, asingatyi anoti,“Ndakawanikwa navasina kunditsvaka;Ndakazviratidza kuna vaya vasina kunditsvaka.”

21. Asi pamusoro peIsraeri anoti,“Zuva rose ndakatambanudza maoko angu kuvanhu vasingateereri,uye vanokakavara.”

Varoma 10