Varoma 10:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ndinobvunza kuti: Havana kunzwa here? Zvirokwazvo vakanzwa, nokuti:“Inzwi ravo rakasvika kunyika yose,namashoko avo kumigumo yenyika.”

Varoma 10

Varoma 10:17-21