Vakorose 3:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varanda, teererai vatenzi venyu vapanyika muzvinhu zvose; uye muzviite, kwete kuti vakuonei chete uye kuti mudikanwe navo, asi nokutendeka kwomwoyo uye nokutya Ishe.

Vakorose 3

Vakorose 3:17-25