Vahebheru 6:14-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. achiti, “Zvirokwazvo ndichakuropafadza uye ndichakupa zvizvarwa zvizhinji.”

15. Uye mushure mokumirira nomwoyo murefu, Abhurahama akagamuchira chipikirwa.

16. Vanhu vanopika nomukuru kwavari, uye mhiko ndiyo inosimbisa zvinenge zvataurwa, uye inopedza gakava rose.

17. Nokuti Mwari aida kuti aratidze pachena kusashanduka kwechido chake kuvadyi venhaka yakapikirwa, akakusimbisa nemhiko.

Vahebheru 6