Vahebheru 4:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, zvatino muprista mukuru kwazvo, akapinda napakati pamatenga, Jesu Mwanakomana waMwari, ngatibatisisei kutenda kwatinopupura.

Vahebheru 4

Vahebheru 4:4-16