Vahebheru 2:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Saka tinofanira kuteerera zvikuru, izvo zvatakanzwa, kuitira kuti tirege kutsauka.

2. Nokuti kana shoko rakataurwa navatumwa rakanga rakasimba, uye kana kudarika nokusateerera kwose kwakapiwa chirango chakafanira,

Vahebheru 2