Vahebheru 13:23-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Ndinoda kuti muzive kuti hama yedu Timoti akasunungurwa. Kana akakurumidza kusvika, ndichauya naye