Vahebheru 12:12-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. Naizvozvo, simbisai maoko akaneta namabvi anoshayiwa simba.

13. “Gadzirirai tsoka dzenyu nzira dzakarurama,” kuitira kuti anokamhina arege kuremara, asi kuti aporeswe.

14. Itai zvose zvamungagona kuti muve vatsvene; pasina utsvene hapana munhu achaona Ishe.

Vahebheru 12