Vahebheru 11:39-40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Vose ava vakapupurirwa kutenda kwavo, asi hapana kana mumwe wavo akagamuchira zvakanga zvavimbiswa.