Vahebheru 10:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, munofunga kuti munhu, akatsika pasi petsoka dzake Mwanakomana waMwari uye akatora ropa resungano iri rakamuita mutsvene sechinhu chisiri chitsvene uye akatuka Mweya wenyasha, anofanira kurangwa zvikuru sei?

Vahebheru 10

Vahebheru 10:26-39