Nokuti kwakanyorwa kuchinzi:“Fara iwe mukadzi asingabereki,asingabereki vana;iwe usingarwadziwi nokubereka;nokuti vana vomukadzi akasiyiwa vazhinji kupfuura vouyo ano murume.”