Vagaratia 4:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvinhu izvi zvinofananidzira, nokuti vakadzi ava vanomirira sungano mbiri. Imwe sungano inobva paGomo reSinai uye inobereka vana vanofanira kuva nhapwa: Ndiye Hagari.

Vagaratia 4

Vagaratia 4:20-29