Vafiripi 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinofara zvikuru muna She kuti pakupedzisira makavandudza hanya yenyu nokuda kwangu. Zvirokwazvo, makanga mune hanya henyu, asi makanga musina mukana wokuti muzviratidze.

Vafiripi 4

Vafiripi 4:4-12