Tito 3:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. Vanhu vedu vanofanira kudzidza kuzvipira kuita zvakanaka, kuitira kuti vagone kutibatsira pazvinhu zvinodiwa mazuva ose uye kuti vasararama upenyu husina zvibereko.

15. Vose vari kwandiri vanokukwazisa. Ukwazise vose vanotida mukutenda.Nyasha ngadzive nemi mose.

Tito 3