Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 8:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dai chete wakanga uri sehanzvadzi kwandiri, akanwa pamazamu amai vangu! Ipapo kana ndaikuwana panze, ndaikutsvoda uye hapana aizondishora.

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 8

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 8:1-9