Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 1:15-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

15. Kunaka here kwawakaita uku, mudiwa wangu! Aa, wakazonaka! Meso ako injiva chaidzo!

16. Wakanaka sei, mudiwa wangu! Aa, unofadza! Uye uvato hwedu hwakasvibira.

17. Nhungo dzeimba yedu ndedzomusidhari; mbariro dzacho ndedzomupaini.

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 1