Rute 4:20-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

20. Aminadhabhi akabereka Nashoni,Nashoni akabereka Sarimoni,

21. Sarimoni akabereka Bhoazi,Bhoazi akabereka Obhedhi,

22. Obhedhi akabereka Jese,uye Jese akabereka Dhavhidhi.

Rute 4