Rute 4:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakadzi vaigarako vakati, “Naomi ava nomwana womukomana.” Zvino vakamutumidza kuti Obhedhi. Ndiye aiva baba vaJese, baba vaDhavhidhi.

Rute 4

Rute 4:15-19