Rute 4:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Bhoazi akatora Rute akava mukadzi wake. Zvino akapinda kwaari Jehovha akamuita kuti abate pamuviri, iye akabereka mwanakomana.

Rute 4

Rute 4:3-21