Ruka 9:58-60 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

58. Jesu akapindura akati, “Makava ane mwena yawo uye shiri dzedenga dzine matendere adzo, asi Mwanakomana woMunhu haana paangatsamidza musoro wake.”

59. Akati kuno mumwe murume, “Nditevere.”Asi murume uyu akapindura akati, “Ishe, nditenderei kuti ndinoviga baba vangu.”

60. Jesu akati kwaari, “Rega vakafa vavige vakafa vavo, asi iwe enda undoparidza umambo hwaMwari.”

Ruka 9