Ruka 5:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kuti muzive kuti Mwanakomana woMunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi.” Akati kumurume akanga akaoma mutezo, “Ndinoti kwauri, simuka, tora rukukwe rwako uende kumba.”

Ruka 5

Ruka 5:22-26