Ruka 3:35-38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

35. mwanakomana waSerugi,mwanakomana waReu,mwanakomana waPeregi,mwanakomana waEbha,mwanakomana waShera,

36. mwanakomana waKainani,mwanakomana waArifasadhi,mwanakomana waShamu,mwanakomana waNoa,mwanakomana waRameki,

37. mwanakomana waMetusera,mwanakomana waEnoki,mwanakomana waJaredhi,mwanakomana waMaharareri,mwanakomana waKenani,

38. mwanakomana waEnoshi,mwanakomana waSeti,mwanakomana waAdhamu,mwanakomana waMwari.

Ruka 3