Ruka 3:19-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. Asi Johani akati atsiura Herodhi mutongi nokuda kwaHerodhiasi, mukadzi womukoma wake, uye nezvimwe zvinhu zvose zvakaipa zvaakanga aita,

20. Herodhi akawedzera pazviri zvose nokuita izvi: Akapfigira Johani mutorongo.

21. Vanhu vose vakati vachiri kubhabhatidzwa, Jesu akabhabhatidzwawo. Uye akati achinyengetera, denga rakazaruka,

Ruka 3