Ruka 24:8-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

8. Ipapo vakarangarira mashoko ake.

9. Vakati vadzoka kubva kuguva, vakataurira vane gumi nomumwe zvinhu zvose izvi, uye nokuna vamwe vose.

10. VanaMaria Magadharena, naJohana, Maria mai vaJakobho, uye navamwe vavaiva navo ndivo vakandoudza vapostori izvozvo.

11. Asi havana kutenda vakadzi ava, nokuti mashoko avo ainge upenzi kwavari.

Ruka 24