Ruka 23:9-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

9. Akamubvunza mibvunzo mizhinji, asi Jesu haana kumupindura.

10. Vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro vakanga vamire ipapo, vachinyanya kumupomera mhosva.

11. Ipapo Herodhi navarwi vake vakamuzvidza uye vakamuseka. Vakamupfekedza nguo youmambo, vakamudzosera kuna Pirato.

12. Musi uyo, Herodhi naPirato vakava shamwari, kare kwavo, vakanga vachimbovengana.

13. Pirato akaunganidza vaprista vakuru, vatongi, navanhu,

Ruka 23