Ruka 21:19-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. Nokutsungirira kwenyu, muchawana upenyu.

20. “Pamunoona Jerusarema rakombwa nehondo, muchaziva kuti kuparadzwa kwaro kwava pedyo.

21. Ipapo vaya vari muJudhea ngavatizire kumakomo, vari muguta ngavabude, uye vari muruwa ngavarege kupinda muguta.

22. Nokuti iyi ndiyo nguva yokurangwa kuti zvose zvakanyorwa zvizadziswe.

Ruka 21