Ruka 2:48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vabereki vake vakati vamuwana, vakashamiswa kwazvo. Mai vake vakati kwaari, “Mwana, waitireiko zvakadai kwatiri? Baba vako neni tanga tichikutsvaka kwazvo.”

Ruka 2

Ruka 2:43-52