Ruka 2:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mumazuva iwayo Kesari Ogasito akapa chirevo chokuti vagari vose venyika dzose dzaitongwa neRoma vaverengwe.

2. Uku ndiko kwaiva kuverengwa kwokutanga kwakaitwa panguva yaKuriniasi paakanga ari mubati weSiria.

Ruka 2