Ruka 16:29-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

29. “Abhurahama akati, ‘Mozisi navaprofita vanavo; ngavavanzwe.’

30. “Iye akati, ‘Kwete, baba Abhurahama, asi kana mumwe akabva kuna vakafa akaenda kwavari, vangatendeuka.’

31. “Iye akati kwaari, ‘Kana vasinganzwi Mozisi navaprofita, havangatendi kunyange dai mumwe akamuka kubva kuvakafa.’ ”

Ruka 16