Ruka 13:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye ipapo pakanga pano mukadzi aiva akaremadzwa nomweya wakaipa kwamakore gumi namasere. Musana wake wakanga wakakokonyara uye akanga asingagoni zvachose kutwasuka.

Ruka 13

Ruka 13:6-21