Ruka 1:79-80 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

79. kuti rivhenekere pamusoro paavo vagere murima nomumumvuri worufu,uye kuti usesedze tsoka dzedu munzira yorugare.”

80. Uye mwana akakura akava nesimba mumweya; uye akagara mugwenga kusvikira azoonekwa pachena kuvaIsraeri.

Ruka 1