Revhitiko 9:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Moto wakabuda kubva pamberi paJehovha ukapisa chipiriso chinopiswa namafuta paaritari. Vanhu vose pavakazviona vakadanidzira nomufaro uye vakawira pasi nezviso zvavo.

Revhitiko 9

Revhitiko 9:22-24