Revhitiko 8:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musabva pamusuo weTende Rokusangana kwamazuva manomwe kusvikira mazuva okugadzwa kwenyu apera, nokuti kugadzwa kwenyu kuchapedza mazuva manomwe.

Revhitiko 8

Revhitiko 8:29-36