Revhitiko 8:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mozisi akatora mamwe mafuta okuzodza nerimwe ropa kubva paaritari akarisasa pana Aroni navanakomana vake nenguo dzavo. Saizvozvo, akatsaura Aroni nenguo dzake navanakomana vake nenguo dzavo.

Revhitiko 8

Revhitiko 8:24-31