Revhitiko 8:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatora mafuta, chimuswe chakakora, mafuta ose akafukidza ura, akafukidza chiropa, itsvo mbiri namafuta adzo nechidya chokurudyi.

Revhitiko 8

Revhitiko 8:15-29