Revhitiko 8:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akatora mafuta ose akanga akafukidza nhengo dzomukati, akanga akafukidza chiropa, neitsvo mbiri namafuta adzo, akazvipisa paaritari.

Revhitiko 8

Revhitiko 8:11-20