Revhitiko 8:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akauya navanakomana vaAroni mberi, akavapfekedza nguo, akavasunga zviuno namabhanire akavapfekedza ngowani mumusoro sezvakarayirwa Mozisi naJehovha.

Revhitiko 8

Revhitiko 8:3-23